2   Petyo Kana Nepam’suvo




[V1]
Mambo aripo pam’suvo, Iye wafa pamchinjiko;
Asi unowuya zvino Kutora vake’vo.

[C]
Pamsuvo, Pam’suvo, Pam’suvo, Hunde’po pam’suwo;
Anouya, Anouya, hunde ari pam’suvo.

[V2]
Zviwoneso zvekuuya, Zvino zviri kuitika;
Toona nekukasika Musi wakanaka.

[C]
Pamsuvo, Pam’suvo, Pam’suvo, Hunde’po pam’suwo;
Anouya, Anouya, hunde ari pam’suvo.

[V3]
Musanangise pasi’po, Kuti kusine dambudzo;
Dakara Muponesi’wo Auye pasi’po.

[C]
Pamsuvo, Pam’suvo, Pam’suvo, Hunde’po pam’suwo;
Anouya, Anouya, hunde ari pam’suvo.

[V4]
Ndizvo mupasi’po itsva, Tichagara nekugara;
Kufa kuchawa kusafa, Haiperi nguva.

[C]
Pamsuvo, Pam’suvo, Pam’suvo, Hunde’po pam’suwo;
Anouya, Anouya, hunde ari pam’suvo.