105 Anokwanisa Kununura
[V1]
Angatinunura! Daidzira kwese; Ano vanunura vanonzwa;
Mumoyo mukuru, wevanyangadzi, Jesu onunura ano uyayo.

[C]
Anotinunura, Anoponesa. Uri hama yangu, Dawira Jesu.

[V2]
Angatinunura! Ngezwedi here? Kune Simba here ringanunura
Ndiudze neidi aka urawa Angandiponesa kuna Satani

[V3]
Angakununura shinga usatye, Mushandire Jesu; Anoponesa
Usatye Satani, Simba na Jesu, Usazopokane shinga umire