81   Bata Basa, Husiku Hunouya




[V1]
Usiku hunouya, bata basa renyu,
Bata richipo zuva, bata usiku,
Bata pamangwanani, bata masikati,
Usiku hunouya, rinopera’di

[V2]
Usiku hunouya, bata basa renyu,
Iyo muchazorora, ngatibate’di,
Zvino irirpo nguva, bata nemasimba,
Usiku unouya, basa rapera

[V3]
Usiku hunouya, bata basa renyu,
Denga’ro rakatsvuka, repamanheru,
Bata, irikupera, nguva’yo yebasa, ,
Usiku hunouya, basa rapera