123 Rita Rinoyera
[V1]
Zita rakanakisisa, rinopfuura ese,
Rakapiwa naye Baba, Kumu Rubgwana Wake.
Zita rakanakisisa, rinopfuura ese,
Rakapiwa naye Baba, Kumu Rubgwana Wake.
[C]
Iro rinoyera; Zita rinoyera
(Royera!) (Royera!)
Rabva kuna Baba, Ra’ya pasi
Rauya ne ngirosi; Ra’ya pausiku
(Royera) (Royera)
Zita ra Tenzi Jesu.
Iro rinoyera; Zita rinoyera
(Royera!) (Royera!)
Rabva kuna Baba, Ra’ya pasi
Rauya ne ngirosi; Ra’ya pausiku
(Royera) (Royera)
Zita ra Tenzi Jesu.
[V2]
Rounza chikomborero, Ndoimba ndichifara,
Zita Rake ndoribvuma, Ndichazoriparidza.
Rounza chikomborero, Ndoimba ndichifara,
Zita Rake ndoribvuma, Ndichazoriparidza.
[C]
Iro rinoyera; Zita rinoyera
(Royera!) (Royera!)
Rabva kuna Baba, Ra’ya pasi
Rauya ne ngirosi; Ra’ya pausiku
(Royera) (Royera)
Zita ra Tenzi Jesu.
Iro rinoyera; Zita rinoyera
(Royera!) (Royera!)
Rabva kuna Baba, Ra’ya pasi
Rauya ne ngirosi; Ra’ya pausiku
(Royera) (Royera)
Zita ra Tenzi Jesu.
[V3]
Nyaya yerusununguro nerudo ndichaimba
Ndichazo rikudza zita rinopfuura ese.
Nyaya yerusununguro nerudo ndichaimba
Ndichazo rikudza zita rinopfuura ese.
[C]
Iro rinoyera; Zita rinoyera
(Royera!) (Royera!)
Rabva kuna Baba, Ra’ya pasi
Rauya ne ngirosi; Ra’ya pausiku
(Royera) (Royera)
Zita ra Tenzi Jesu.
Iro rinoyera; Zita rinoyera
(Royera!) (Royera!)
Rabva kuna Baba, Ra’ya pasi
Rauya ne ngirosi; Ra’ya pausiku
(Royera) (Royera)
Zita ra Tenzi Jesu.