83   Ngarikudzwe Zita




[V1]
Ngatiimbe pamwe tese,
Kudza zita’ro raTenzi,
Mbiri yaMambo’yo Mwari,
Kudza zita’ro raTenzi

[C]
Mwese kudzanyi zita raTenzi;
Kudza zita’ro raTenzi,
Rine simba kuponesa,
Kudza zita’ro raTenzi

[V2]
Jesu zita remasimba,
Kune tsime yedi unza vakaneta,
Tinoshumaira, Jesu vatifira,
Pamchinjiko wake wakatiponesa

[C]
Mwese kudzanyi zita raTenzi;
Kudza zita’ro raTenzi,
Rine simba kuponesa,
Kudza zita’ro raTenzi

[V3]
Ngatibvume zvinyangadzi
Kudza zita’ro raTenzi,
Tachenurwa ngeroparo,
Kudza zita’ro raTenzi

[C]
Mwese kudzanyi zita raTenzi;
Kudza zita’ro raTenzi,
Rine simba kuponesa,
Kudza zita’ro raTenzi