119   Nanda Rinochenisa




[V1]
Ndinoona nanda dzvuku Tsime rakadzama,
Jesu Tenzi Muponesi Wakatifirayo.

[C]
Tsime iro ndoriwona Iro rinondichenesa;
Kudza Tenzi! Rochenesa, Kudza Tenzi rochenesa.

[V2]
Nda wona upenyu hutswa Ndanzwa ropa Rake;
Zwitema zwese zwapera Apo patsimero.

[C]
Tsime iro ndoriwona Iro rinondichenesa;
Kudza Tenzi! Rochenesa, Kudza Tenzi rochenesa.

[V3]
Ndamuka ndaitwa mutswa Nembiri yedenga;
Ne mwoyo nenguwo chenaa Na Kristu mandiri

[C]
Tsime iro ndoriwona Iro rinondichenesa;
Kudza Tenzi! Rochenesa, Kudza Tenzi rochenesa.

[V4]
Chishamiso tsitsi dzake, Ropa Rake pasi;
Muziwenyi Jesu chete wakati nunura.

[C]
Tsime iro ndoriwona Iro rinondichenesa;
Kudza Tenzi! Rochenesa, Kudza Tenzi rochenesa.