99   Muchinjiko Unoshamisa




[V1]
Apo ndinozotondera
Muchinjiko waM’ponesi
Zviri zvangu ndinoshora
Zvese’zvo hazvibatsiri

[V2]
Ona maropa anobva
Musoro diti mawoko
Hakuna rudo rumweba
Neurombo hwakadaro

[V3]
Kana ini ndakashata
Ndasunungurwa naIye
Chiro chimwe handichadi
Asi muchinjiko wake

[V4]
Kuti ndirinazvo zvese
Zviri chipo chidukuzve
Urwo rudo rwakadaro
Runoda upenyu hwese