54   Mwoyo Wakachena




[V1]
Ndinoda chimwe’cho chiro
Kuti Tenzi, anondipa
Kana ngemvura, ngemwoto
Ndinochema, ndinochema

[C]
Mundisambe … mwoyo wese…
Kana m’mwoto… mundipise…
Hazvinenyi zvozvitema…
Zvinopera…zvinopera

[V2]
Kuti mundipe kuona
Ngepachena, ndichafara
Asi kucheneswa m’woyo
Kwondifadza, kwondifadza

[C]
Mundisambe … mwoyo wese…
Kana m’mwoto… mundipise…
Hazvinenyi zvozvitema…
Zvinopera…zvinopera

[V3]
Asi kuti ndacheneswa
Ndizvo ndingazonzwisisa
Ndizvozvo zviro’zvo zvenyu
Tinoona, tinoona

[C]
Mundisambe … mwoyo wese…
Kana m’mwoto… mundipise…
Hazvinenyi zvozvitema…
Zvinopera…zvinopera

[V4]
Ndinosiya zvakaipa
Nezvifungo zvakashata
Asi kana ndichiyedza
Ndakaipa, ndakaipa

[C]
Mundisambe … mwoyo wese…
Kana m’mwoto… mundipise…
Hazvinenyi zvozvitema…
Zvinopera…zvinopera