242   Rakakomborerwa Pfundo




[V1]
Ngarikomborerwe, Pfundo-ro rerudo!
Rweukama hwe uKristu, sehwekumusoro

[V2]
Pamberi pababa, To’nza minamato
Nedonzo, nezvidiso, zvedu zvese ngezvimwe

[V3]
Tino’kowerana mitoro nenhamo!,
Tinonzwirana urombo mukutambudzika

[V4]
Kuti tapatsana, Tinonzwa urombo
Kut’tine rusimbiro! Tichazo kumbana