40 Kusimbira Nekuteerera
[V1]
Apo tinofamba muinzwi raBaba
Imbiranyi toona m’nzira
Kuti tinomuda, nesu anogara
Nevese vanomuteerera
Apo tinofamba muinzwi raBaba
Imbiranyi toona m’nzira
Kuti tinomuda, nesu anogara
Nevese vanomuteerera
[C]
Kuterera, Ndiyo basi nzira,
Kufara kuna Jesu, Basi kuterera
Kuterera, Ndiyo basi nzira,
Kufara kuna Jesu, Basi kuterera
[V2]
Hakuna urombo hunotitambudza,
Asi Jesu anoudzinga,
Kana kupokana,masodzi nekutya
Hazvigari nekusimbira
Hakuna urombo hunotitambudza,
Asi Jesu anoudzinga,
Kana kupokana,masodzi nekutya
Hazvigari nekusimbira
[C]
Kuterera, Ndiyo basi nzira,
Kufara kuna Jesu, Basi kuterera
Kuterera, Ndiyo basi nzira,
Kufara kuna Jesu, Basi kuterera
[V3]
Hakuna mutoro, hakuna urombo,
Asi anotidzokesera,
Hakuna kushaya, kana kutambudzwa,
Tinowana nekusimbira
Hakuna mutoro, hakuna urombo,
Asi anotidzokesera,
Hakuna kushaya, kana kutambudzwa,
Tinowana nekusimbira
[C]
Kuterera, Ndiyo basi nzira,
Kufara kuna Jesu, Basi kuterera
Kuterera, Ndiyo basi nzira,
Kufara kuna Jesu, Basi kuterera
[V4]
Asi hatione kufara kwerudo,
Dakara zvese tinomupa,
Ngekuti anopa kufara nerudo,
Kuna ivo anosimbira
Asi hatione kufara kwerudo,
Dakara zvese tinomupa,
Ngekuti anopa kufara nerudo,
Kuna ivo anosimbira
[C]
Kuterera, Ndiyo basi nzira,
Kufara kuna Jesu, Basi kuterera
Kuterera, Ndiyo basi nzira,
Kufara kuna Jesu, Basi kuterera
[V5]
Ndozvo pamwe tese tinogara naYe,
Kana kufamba naYe m’nzira,
Isu tichaita mazwi ake ese,
Kuteerera nekusimbira
Ndozvo pamwe tese tinogara naYe,
Kana kufamba naYe m’nzira,
Isu tichaita mazwi ake ese,
Kuteerera nekusimbira
[C]
Kuterera, Ndiyo basi nzira,
Kufara kuna Jesu, Basi kuterera
Kuterera, Ndiyo basi nzira,
Kufara kuna Jesu, Basi kuterera