196   Simba Riri Muropa

[V1]
Ungasununguke muchitema? Riripo simba mumaropa;
Ungakurire here chitema? Riripo simba muropa.

[C]
Kune simba rinoshamisa, Muropa reNyenye...
Kune simba rinoshamisa, Mumaropa’wo eNyennye.

[V2]
Ungasununguke mukuchiwa? Riripo simba, mumaropa
Uya paKalvari unochena Riripo simba muropa.

[C]
Kune simba rinoshamisa, Muropa reNyenye...
Kune simba rinoshamisa, Mumaropa’wo eNyennye.

[V3]
Munoda kucheneswa sechando Riripo simba, mumaropa,
Mavara asambwa neroparo Riripo simba muropa.

[C]
Kune simba rinoshamisa, Muropa reNyenye...
Kune simba rinoshamisa, Mumaropa’wo eNyennye.

[V4]
Munoda here kumushandira! Riripo simba mumaropa;
Unoda kuimba nekukudza; Riripo simba muropa.