149   Famba Mukupenya




[V1]
Famba mukupenya kwaTenzi
Kukutungamire Mweya unobva kudenga
Uno dzinga dima

[C]
Fa…mba mukupenya (katatu)
Famba mukupenya kwaMwari

[V2]
Famba mukupenya kweidi
Kwemanzwi a Mwari
Mwenje unokutungamira
Mutendi wa Tenzi

[C]
Fa…mba mukupenya (katatu)
Famba mukupenya kwaMwari

[V3]
Famba mukupenya kwake
Kana kunedima
Dima rotiza kupenya
Kwe zuva raMwari

[C]
Fa…mba mukupenya (katatu)
Famba mukupenya kwaMwari

[V4]
Famba mukupenya
Uzive rudo rwake
Mwari Ukama hwedu mupasi
Huchanaka kumsoro

[C]
Fa…mba mukupenya (katatu)
Famba mukupenya kwaMwari