287   Mukuyedzwa Jesu




[V1]
Mukuyedzwa, Jesu ndimirireyi
Tenzi kuti ini, ndisamusiye
Kuti ndotenheka, nditsiureyi
Musandibvumire, kuputsikazve

[V2]
Pasi nerufaro, Rwakarambidzwa
Neupfumi hwaro, Zvisandi ku’adza
Mugonditondedza neGetsimani
Kana muchinjiko, weKarivari

[V3]
Kana ’mi maunza, urombo, nhamo
Kana ndirwadziwe, munzira pasi
Bvumira ndione, r’woko rwenyu
Bvumirayi kuti ndimusimbire