130   ’Ndiri Wenyu Tenzi’




[V1]
Ndiri wenyu Tenzi, Ndanzwa Izwi, Rataura nerudo,
Ndinoda kusimba murudairo. Ndiwe petyo nemwi.

[C]
Ndipfuwe-nyi Petyo naTenzi (Pe-tyo pe-tyo)
Petyo nemuchinjiko. Ndipfuwenyi ndiwe
Petyo naTenzi, Petyo nedivi renyu.

[V2]
Ndipirenyi kubasaro renyu, nesimbaro retsitsi
Mweya wangu utarise imwi, nerudo ruwe rwenyu.

[C]
Ndipfuwe-nyi Petyo naTenzi (Pe-tyo pe-tyo)
Petyo nemuchinjiko. Ndipfuwenyi ndiwe
Petyo naTenzi, Petyo nedivi renyu.

[V3]
Ndine rufaro Tenzi panguva ndiri-pamberi penyu,
Ndichipfugama nemwizve Mwari Tichitaurirana.

[C]
Ndipfuwe-nyi Petyo naTenzi (Pe-tyo pe-tyo)
Petyo nemuchinjiko. Ndipfuwenyi ndiwe
Petyo naTenzi, Petyo nedivi renyu.

[V4]
Kune rudo rwondisingazivi, Dakara ndiswikeko;
Rufaro rwo-ndisingasvikiri, Dakara ndiwe nemwi.

[C]
Ndipfuwe-nyi Petyo naTenzi (Pe-tyo pe-tyo)
Petyo nemuchinjiko. Ndipfuwenyi ndiwe
Petyo naTenzi, Petyo nedivi renyu.