161 Mwari Wangu Neni
[V1]
Ndine shamwari yangu
Yandinodisisisa
Anorudo rwakanaka
Anondida kwazvo
Handisaigara kure,
Ndoda ave petyo
Tichagara pamwepo
Iye, neni
Ndine shamwari yangu
Yandinodisisisa
Anorudo rwakanaka
Anondida kwazvo
Handisaigara kure,
Ndoda ave petyo
Tichagara pamwepo
Iye, neni
[V2]
Ndoziya nekuneta
Iye anoziva
Sezvo achindidaidza
Ndoda kubatsirwa
Anonditungamiririra
Nenzira’no penya
Zve tinofamba tese
Iye, neni
Ndoziya nekuneta
Iye anoziva
Sezvo achindidaidza
Ndoda kubatsirwa
Anonditungamiririra
Nenzira’no penya
Zve tinofamba tese
Iye, neni
[V3]
Ndomu’dza zvangu zvese
Rufaro ne nhamo
Ndom’dza zvinondifadza
Nezvisingafadzi
Anondiudza zvva’noda
Nekuyedza kwangu
Tichataura tese
Iye, neni
Ndomu’dza zvangu zvese
Rufaro ne nhamo
Ndom’dza zvinondifadza
Nezvisingafadzi
Anondiudza zvva’noda
Nekuyedza kwangu
Tichataura tese
Iye, neni
[V4]
Anoziva ndinoda
Kubatsira mweya
Zvino anoti ndiende
Kunotaurira
Vamwe norudo rwake vo
Nokufa kwake zve
Tinobatira pamwe
Iye, neni
Anoziva ndinoda
Kubatsira mweya
Zvino anoti ndiende
Kunotaurira
Vamwe norudo rwake vo
Nokufa kwake zve
Tinobatira pamwe
Iye, neni