251 Kuchema Hakundi Ponesi
[V1]
Handinga ponesvi, kana dai ndicheme,
Hazvinga bvisi kutya, Kana kubvisa zvivi,
Kuchema inhando
Handinga ponesvi, kana dai ndicheme,
Hazvinga bvisi kutya, Kana kubvisa zvivi,
Kuchema inhando
[C]
Jesu akandifira, Pamuti akatambura;
Anondisunungura, Ndiye anogona
Jesu akandifira, Pamuti akatambura;
Anondisunungura, Ndiye anogona
[V2]
Basa ribatsiri, kana zvandinoita,
Ne pfungwa dzakanaka, hadzi shanduri mweya;
Basa ribatsiri
Basa ribatsiri, kana zvandinoita,
Ne pfungwa dzakanaka, hadzi shanduri mweya;
Basa ribatsiri
[C]
Jesu akandifira, Pamuti akatambura;
Anondisunungura, Ndiye anogona
Jesu akandifira, Pamuti akatambura;
Anondisunungura, Ndiye anogona
[V3]
Kana kurindira, hakundi batsiriba
Asi kuti ndifire, tsitsi nemutsa wake,
Kurindir’ inhando
Kana kurindira, hakundi batsiriba
Asi kuti ndifire, tsitsi nemutsa wake,
Kurindir’ inhando
[C]
Jesu akandifira, Pamuti akatambura;
Anondisunungura, Ndiye anogona
Jesu akandifira, Pamuti akatambura;
Anondisunungura, Ndiye anogona
[V4]
Chete rudairo, kana Kristu m’ponesi,
Nebasa Rake rese, Tibatsirenyi Tenzi,
Muti ponesewo
Chete rudairo, kana Kristu m’ponesi,
Nebasa Rake rese, Tibatsirenyi Tenzi,
Muti ponesewo
[C]
Jesu akandifira, Pamuti akatambura;
Anondisunungura, Ndiye anogona
Jesu akandifira, Pamuti akatambura;
Anondisunungura, Ndiye anogona