106   Tinowakira Padombo




[V1]
Tinozowakira paDombo, Jesu Dombo remako...re
Tinozomira takashinga, Cham’pupuri Chouya,

[C]
Tozo...wakira paDo...mbo Kristu
(Tozowakira padombo Kristu) (Tozowakira padombo Kristu)
(Pamve) Tozowakira padombo Kristu, Padombo guru.

[V2]
Vamwe vanowaka pajecha, Pandangariro dzepfuma;
Vamwe pachitema nehondo, Pambiri nerufaro.

[C]
Tozo...wakira paDo...mbo Kristu
(Tozowakira padombo Kristu) (Tozowakira padombo Kristu)
(Pamve) Tozowakira padombo Kristu, Padombo guru.

[V3]
O wakira paDombo redi; Nheyo yedi yakasimba,
Rine vimbo inokurira; vimbo yeruponeso.

[C]
Tozo...wakira paDo...mbo Kristu
(Tozowakira padombo Kristu) (Tozowakira padombo Kristu)
(Pamve) Tozowakira padombo Kristu, Padombo guru.