55 Wasambwa muropa
[V1]
Wanga waenda kuna Jesu here?
Wasambwa muropa renyenye?
Unosimbira m’utsa wake here?
Wasambwa muropa renyenye
Wanga waenda kuna Jesu here?
Wasambwa muropa renyenye?
Unosimbira m’utsa wake here?
Wasambwa muropa renyenye
[C]
Wasambwa… muropa…
Muropa’ro here renyenye?
Mwoyo wako wakachena’wo here?
Wasambwa muropa renyenye
Wasambwa… muropa…
Muropa’ro here renyenye?
Mwoyo wako wakachena’wo here?
Wasambwa muropa renyenye
[V2]
Unofamba neYe mazuva ese?
Wasambwa muropa renyenye?
Unozorora kuna Kristu here?
Wasambwa muropa renyenye
Unofamba neYe mazuva ese?
Wasambwa muropa renyenye?
Unozorora kuna Kristu here?
Wasambwa muropa renyenye
[C]
Wasambwa… muropa…
Muropa’ro here renyenye?
Mwoyo wako wakachena’wo here?
Wasambwa muropa renyenye
Wasambwa… muropa…
Muropa’ro here renyenye?
Mwoyo wako wakachena’wo here?
Wasambwa muropa renyenye
[V3]
M’kwambo asvika, unochena here?
Wasambwa muropa renyenye?
Wagadzirirwa dzimba dzekudenga?
Wasambwa muropa renyenye
M’kwambo asvika, unochena here?
Wasambwa muropa renyenye?
Wagadzirirwa dzimba dzekudenga?
Wasambwa muropa renyenye
[C]
Wasambwa… muropa…
Muropa’ro here renyenye?
Mwoyo wako wakachena’wo here?
Wasambwa muropa renyenye
Wasambwa… muropa…
Muropa’ro here renyenye?
Mwoyo wako wakachena’wo here?
Wasambwa muropa renyenye
[V4]
Rasa nguvo iyo inechitema
Usambwe muropa renyenye?
Kune tsime iyo inowerera
Sambanyi muropa reNyenye
Rasa nguvo iyo inechitema
Usambwe muropa renyenye?
Kune tsime iyo inowerera
Sambanyi muropa reNyenye
[C]
Wasambwa… muropa…
Muropa’ro here renyenye?
Mwoyo wako wakachena’wo here?
Wasambwa muropa renyenye
Wasambwa… muropa…
Muropa’ro here renyenye?
Mwoyo wako wakachena’wo here?
Wasambwa muropa renyenye