192 Mbiri Kuzita Rake
[V1]
Pam’chinjiko Akatifira, Akatichenura zvitema,
Ropa rake rikawerera, Mbiri kuna’ye
Pam’chinjiko Akatifira, Akatichenura zvitema,
Ropa rake rikawerera, Mbiri kuna’ye
[C]
Mbiri kuna’ye, Mbiri kuna’ye,
Ropa rake rakati-samba Mbiri kuna’ye
Mbiri kuna’ye, Mbiri kuna’ye,
Ropa rake rakati-samba Mbiri kuna’ye
[V2]
Ruponeso runoshamisa, Jesu ari kugara neni;
Pam’chinjiko akanditora, Mbiri kuna’ye.
Ruponeso runoshamisa, Jesu ari kugara neni;
Pam’chinjiko akanditora, Mbiri kuna’ye.
[C]
Mbiri kuna’ye, Mbiri kuna’ye,
Ropa rake rakati-samba Mbiri kuna’ye
Mbiri kuna’ye, Mbiri kuna’ye,
Ropa rake rakati-samba Mbiri kuna’ye
[V3]
Tsime rinobvisa zvitema, Ndinofara ndawa mariri;
Umo Jesu andichenura, Mbiri kuna’ye.
Tsime rinobvisa zvitema, Ndinofara ndawa mariri;
Umo Jesu andichenura, Mbiri kuna’ye.
[C]
Mbiri kuna’ye, Mbiri kuna’ye,
Ropa rake rakati-samba Mbiri kuna’ye
Mbiri kuna’ye, Mbiri kuna’ye,
Ropa rake rakati-samba Mbiri kuna’ye
[V4]
Uya kutsime rakanaka, Zviunze kuna Muponesi;
Pindamo nhasi uperere Mbiri kuna’ye
Uya kutsime rakanaka, Zviunze kuna Muponesi;
Pindamo nhasi uperere Mbiri kuna’ye
[C]
Mbiri kuna’ye, Mbiri kuna’ye,
Ropa rake rakati-samba Mbiri kuna’ye
Mbiri kuna’ye, Mbiri kuna’ye,
Ropa rake rakati-samba Mbiri kuna’ye