270 Mununuri Wedu
[V1]
Mununuri wedu anotioneka tose
Mutungamiri nemunyaradzi wedu
Mununuri wedu anotioneka tose
Mutungamiri nemunyaradzi wedu
[V2]
Mweni anotipa mweya, nekunaka kwose
Kuti aone mwoyo wekuzorora
Mweni anotipa mweya, nekunaka kwose
Kuti aone mwoyo wekuzorora
[V3]
Inzvi rake tinorinzwa, mumanheru ose
Rinonyaradza nekuonesa denga
Inzvi rake tinorinzwa, mumanheru ose
Rinonyaradza nekuonesa denga
[V4]
Zvese zvimiro tinazvo nekuriro dzese
Nepfungwa dzese dzinoyera ndedzake
Zvese zvimiro tinazvo nekuriro dzese
Nepfungwa dzese dzinoyera ndedzake
[V5]
Netsitsi dzake dzione, kunyorova kwedu
Garaivo nesu tifanane nemwi
Netsitsi dzake dzione, kunyorova kwedu
Garaivo nesu tifanane nemwi