300   Zororo Ravakaneta




[V1]
Kune musha wevatsvene, Vozorora munyika
Uko muponesi wangu, Akandigadzirira

[C]
Kune zororo ikoko, kunezororo ikoko
Kune zororo ikoko, ravakaneta
Pamhendero yeJordani, Nemumunda weEdeni
Panomuti weupenyu kunezororo

[V2]
Andigadzirira imba, Inogara narini
Kwandichazogara hangu, Kunyika iyo itsva

[C]
Kune zororo ikoko, kunezororo ikoko
Kune zororo ikoko, ravakaneta
Pamhendero yeJordani, Nemumunda weEdeni
Panomuti weupenyu kunezororo

[V3]
Hakuzovi nekurwara, Hakunazve urombo
Asi ndicha pfekedzwazve, Chiremba cheupenyu

[C]
Kune zororo ikoko, kunezororo ikoko
Kune zororo ikoko, ravakaneta
Pamhendero yeJordani, Nemumunda weEdeni
Panomuti weupenyu kunezororo

[V4]
Hakuzovi norufu zve, Rumborera ruchabva,
Vaponeswa vachafara kuna Jesu ouya.

[C]
Kune zororo ikoko, kunezororo ikoko
Kune zororo ikoko, ravakaneta
Pamhendero yeJordani, Nemumunda weEdeni
Panomuti weupenyu kunezororo

[V5]
Imbayi vadyi venhaka, Farai muchienda
Muchazozarurirwazve, Mazambara eZioni

[C]
Kune zororo ikoko, kunezororo ikoko
Kune zororo ikoko, ravakaneta
Pamhendero yeJordani, Nemumunda weEdeni
Panomuti weupenyu kunezororo