124   Kwete Ini Asi Kristu




[V1]
Kwete ini Asi kudzai Kristu;
Asi Kristu Azihwe akudzwe:
Kristu chete mubasa redu rese;
Kristu basi mukufunga kwese.

[V2]
Kwete ini Anonyaradza,
NdiKri-stu A-nobvisa masodzi;
NdiKri-stu A-nosimudza mutoro;
Ndiye Kristu Anodzinga kutya;

[V3]
Kristu basi ha’tauri zwenhando;
Kristu basi Asina nyongano:
Kristu basi Asingazwi kudzi ba;
Kristu basi Ini ndisa onwe.

[V4]
Handi-ni-ndi Kristu A ndipa zwese;
Handini ndi-Kristu andipa simba;
Kristu chete Asimbisa muwiri,
Kristu chete, Dakara narini.