128   Yakakomborerwa Nguwa Yemunamato




[V1]
Nguwa yekunamata mwoyo uno pfawa
Touya kuna Jesu M’ponesi wedu
Nekutenda touya, Kuchishangu chedu
Orapa wakaneta, Zvakanaka kuwayo

[C]
Mukunamata Tinokomborerwa
Orapa wakaneta Zvakanaka kuwayo.

[V2]
Nguwa yekunamata, Tenzi oswedera
Ane tsitsi kunzwa vana vachichema
Zvese tinozviisa pamakumbo ake
Orapa wakaneta, Zvakanaka kuwayo

[C]
Mukunamata Tinokomborerwa
Orapa wakaneta Zvakanaka kuwayo.

[V3]
Nguwa yekunamata, apo vano yedzwa
Toisa kuna Tenzi anobatsira
Nemwoyo wekunzwira obvisa zvinetso
Orapa wakaneta, Zvakanaka kuwayo.

[C]
Mukunamata Tinokomborerwa
Orapa wakaneta Zvakanaka kuwayo.

[V4]
Panguwa yem’namato Tinomusimbira
Zwikomborero zwese tinozwiwana;
Mukusimbira iye hakuna dambudzo
Orapa wakaneta, Zvakanaka kuwayo.

[C]
Mukunamata Tinokomborerwa
Orapa wakaneta Zvakanaka kuwayo.