183 Batisisa Dakara Ndiuye
[V1]
Chitsidzo chake, Kuwadawiri
Ona ndouya, Kugashira vangu
Batisisanyi, njodzi huru
Musazorareba, Rinda namata
\q1
Chitsidzo chake, Kuwadawiri
Ona ndouya, Kugashira vangu
Batisisanyi, njodzi huru
Musazorareba, Rinda namata
\q1
[C] Batisisanyi!, Chitsidzo chake
\q1 Umambo hwake hwopiwa imwi
\q1 Pinda mu’faro, Mutonge neni
\q1 M’chapiwa zviremba, Mira murinde
\q1 Umambo hwake hwopiwa imwi
\q1 Pinda mu’faro, Mutonge neni
\q1 M’chapiwa zviremba, Mira murinde
[V2]
Tomurindira mwenje chipfuta
Anouya sembava pausiku
Zvino apetyo, Hatizi’ musi
Miti yootunga, zhizha rapetyo
Tomurindira mwenje chipfuta
Anouya sembava pausiku
Zvino apetyo, Hatizi’ musi
Miti yootunga, zhizha rapetyo
[C] Batisisanyi!, Chitsidzo chake
\q1 Umambo hwake hwopiwa imwi
\q1 Pinda mu’faro, Mutonge neni
\q1 M’chapiwa zviremba, Mira murinde
\q1 Umambo hwake hwopiwa imwi
\q1 Pinda mu’faro, Mutonge neni
\q1 M’chapiwa zviremba, Mira murinde
[V3]
Tariro iri painzwi rake
Kuonekwa kwaTenzi wedu
Chitsidzo ichi, chopinda zvose
Ona ndinouya, batisisayi
Tariro iri painzwi rake
Kuonekwa kwaTenzi wedu
Chitsidzo ichi, chopinda zvose
Ona ndinouya, batisisayi
[C] Batisisanyi!, Chitsidzo chake
\q1 Umambo hwake hwopiwa imwi
\q1 Pinda mu’faro, Mutonge neni
\q1 M’chapiwa zviremba, Mira murinde
\q1 Umambo hwake hwopiwa imwi
\q1 Pinda mu’faro, Mutonge neni
\q1 M’chapiwa zviremba, Mira murinde