116   Hamuna Nzvimbo YaJesu




[V1]
Uzerea ne kunetswa, Ha’na nzwimbo ya Jesu?
Wabatwa nemirau, Ha’na nzwimbo ya Jesu?
O, Amire pamusiwo, O gugudza-gugudza!
Munzwe onyengerera Ha’na nzwimbo ya Jesu?

[V2]
Unopambadza nguwa, Hana basa ra Jesu?
Usapambadza Simba, Ha’na basa raJesu?
Hauyedzi kukunda, Kana kuwana Mweya;
Daidza warasika; Ha’na basa raJesu?

[V3]
Unotswaka upfumi, Ha’na nguva ya Jesu?
Usinga bati basa, Ha’na nguva ya Jesu?
Rufaro ne upfumi, Ndizvo zviro unoda,
Kuyedza kuzvifadza; Ha’na nguva ya Jesu?

[V4]
Watakura zvenhando, Ha’na m’chero va Jesu?
Haunaba misumbu, Ha’na m’chero va Jesu?
Hauna kana chiro, kuripa basa rako;
Hauwani rufaro, Wokumbana na Jesu?