250   Musakundwe Nezviyedzo




[V1]
Musakundwe nezvi yedzo zvakaipa
Kukunda kumwe kunokupa simba
Kana semurume, Kunda ruchiva
Unangise Jesu, unobatsirwa

[C]
Kumbira muponesi, kuti akubatsire
Anoda kubatsira, unozobatsirwa

[V2]
Rega shamwari nemanzwi enhando
Remekedza zita raMwari wako
Iva nepfungwa kwadzo zve nemutsa
Unangise Jesu, unobatsirwa

[C]
Kumbira muponesi, kuti akubatsire
Anoda kubatsira, unozobatsirwa

[V3]
Vakurira vanopiwa chiremba
Tichazokurira nerudairo
Tinopiwa simba nam’ponesi
Unangise Jesu, unobatsirwa

[C]
Kumbira muponesi, kuti akubatsire
Anoda kubatsira, unozobatsirwa