43 Kurara Kuna Jesu
[V1]
Anorara kuna Jesu,
Hama inodiwa yedu,
Ruzororo rwkanaka,
Hakwanise kutambudzwa
Anorara kuna Jesu,
Hama inodiwa yedu,
Ruzororo rwkanaka,
Hakwanise kutambudzwa
[V2]
Anorara kuna Jesu,
Wagadzirirwa upenyu
Warara nerusimbiro,
Wekumutswa naJesu’wo
Anorara kuna Jesu,
Wagadzirirwa upenyu
Warara nerusimbiro,
Wekumutswa naJesu’wo
[V3]
Anorara kuna Jesu,
Pamwe nevamwe’vo vedu,
Apo Jesu anomutsa,
Havazochemi nekutya
Anorara kuna Jesu,
Pamwe nevamwe’vo vedu,
Apo Jesu anomutsa,
Havazochemi nekutya
[V4]
Anorara kuna Jesu,
Asi tsuri’yo yaKristu,
Yicharira kuvamutsa,
Kuti vaende kudenga
Anorara kuna Jesu,
Asi tsuri’yo yaKristu,
Yicharira kuvamutsa,
Kuti vaende kudenga